1 Kings 7:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kwakaŋga kunemisara mitatu yamawindi, windi rimŋe rakatarisana nerimŋe windi, pamisara mitatu yakaturikidzana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mawindo awo akanga ari pamusoro, ari matatu, akatarisana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Yaive nemitsara mitatu yamafuremu emahwindo, mahwindo acho akatarisana ari pamba yenhurikidzwa ine nhurikidzwa nhatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kwakanga kunemisara mitatu yamawindo, windo rimwe rakatarisana nerimwe windo, pamitsara mitatu yakaturikidzana.
Shona 2009?
Kwakanga kunemisara mitatu yamahwindo, hwindo rimwe rakatarisana nerimwe hwindo, pamitsara mitatu yakaturikidzana.
Shona SUB 2002 Bible
Kwakanga kune mitsara mitatu yamahwindo, hwindo rimwe rakatarisana nerimwe hwindo, pamitsara mitatu yakaturikidzana.