1 Kings 7:42 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
namatamba anamazana manna emi mbure miʋiri, misara miʋiri yamatamba pamumbure mumŋe nomumŋe, kufukidza mbiya mbiri yemisoro yaiʋa pamsoro pembiru;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
matamba mazana mana emimbure miviri (mitsara miviri yamatamba pamumbure mumwe chete, kuti ishongedze misoro yedenderedzwa yaiva pamusoro pembiru);
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uye zvainge michero yemapomegiraneti mazana mana zvokuisa pamambure aya maviri, mumbure woga woga uine mitsara miviri yemapomegiraneti zvokushongedza pazvinhu zviya zviviri zvakafutumara zvepamisoro pemisimboti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
namatamba ana mazana mana emimbure miviri, misara miviri yamatamba pamumbure mumwe nomumwe, kufukidza mbiya mbiri yemisoro yaiva pamusoro pembiru;
Shona 2009?
namatamba ana mazana mana emimbure miviri, misara miviri yamatamba pamumbure mumwe nomumwe, kufukidza mbiya mbiri yemisoro yaiva pamusoro pembiru;
Shona SUB 2002 Bible
namatamba ana mazana mana emimbure miviri, misara miviri yamatamba pamumbure mumwe nomumwe, kufukidza mbiya mbiri yemisoro yaiva pamusoro pembiru;