1 Kings 7:47 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Soromoni haana‐kuyera nhumbi dzose, nokuti dzaiʋa zhinji kwaɀo; ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kuʋereŋga kurema kwendarira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Soromoni haana kuyera zvinhu zvose izvi nokuti zvakanga zvakawanda kwazvo; uremu hwendarira hahuna kuzivikanwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Soromoni haana kuera kurema kwemidziyo iyoyi pamusana pokuti yakanga yakawanda zvikuru kwazvo nezvo hapana akazokwanisa kuwana kuti ndarira yacho yairema zvakadii.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Soromoni haana kuyera nhumbi dzose, nokuti dzaiva zhinji kwazvo; vakanga vasingagoni kuverenga kurema kwendarira.
Shona 2009?
Soromoni haana kuyera nhumbi dzose, nokuti dzaiva zhinji kwazvo; vakanga vasingagoni kuverenga kurema kwendarira.
Shona SUB 2002 Bible
Soromoni haana kuyera nhumbi dzose, nokuti dzaiva zhinji kwazvo; vakanga vasingagoni kuverenga kurema kwendarira.