1 Kings 7:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Magonhi ose namagwatidziro ɀaiʋa namatiʋi manna akaenzana; windi rimŋe rakaŋga rakatarisana nerimŋe windi, pamisara mitatu yakaturikidzana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makonhi ose namagwatidziro zvaiva namativi mana; akanga ari nechemberi ari matatu matatu, akatarisana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Magwatidziro emisuo yose akanga aina mativi mana akaenzana, mafuremu ose amahwindowo akanga aine mativi mana akaenzana. Mahwindo acho akanga akatarisana ari pamba yenhurikidzwa ine nhurikidzwa nhatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Magonhi ose namagwatidziro zvaiva namativi mana akaenzana; windo rimwe rakanga rakatarisana nerimwe windo, pamitsara mitatu yakaturikidzana.
Shona 2009?
Magonhi ose namagwatidziro zvaiva namativi mana akaenzana; hwindo rimwe rakanga rakatarisana nerimwe hwindo, pamitsara mitatu yakaturikidzana.
Shona SUB 2002 Bible
Magonhi ose namagwatidziro zvaiva namativi mana akaenzana; hwindo rimwe rakanga rakatarisana nerimwe hwindo, pamitsara mitatu yakaturikidzana.