1 Kings 7:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita ɓiraʋira rembiru; rakaŋga rakaȿika makubiti makumi mashanu pakureɓa kwaro, namakubiti makumi matatu paʋupamhi bgaro, neɓiraʋira pamberi padzo, nedzimŋe mbiru namatanda makobvu pamberi padzo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaita imba yembiru yakanga yakareba makubhiti makumi mashanud iine upamhi hwamakubhiti makumi matatue. Pamberi payo paiva nebiravira, pamberi parowo paine mbiru nedenga rakarembera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavakawo zimba rainzi Imba yemhanda. Urefu hwayo hwaiita mamita makumi maviri namaviri, upamhi hwayo huri gumi ramamita rina mamita matatu ana masendimita makumi mashanu. Kumusuo kwayo, usati wapindamo, yaiva nakamba kepamusuo kane berere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaita biravira rembiru; rakanga rakasvika makubhiti makumi mashanu pakureba kwaro, namakubhiti makumi matatu paupamhi hwaro, nebiravira pamberi padzo, nedzimwe mbiru namatanda makobvu pamberi padzo.
Shona 2009?
Akaita biravira rembiru; rakanga rakasvika makubhiti makumi mashanu pakureba kwaro, namakubhiti makumi matatu paupamhi hwaro, nebiravira pamberi padzo, nedzimwe mbiru namatanda makobvu pamberi padzo.
Shona SUB 2002 Bible
Akaita biravira rembiru; rakanga rakasvika makubhiti makumi mashanu pakureba kwaro, namakubhiti makumi matatu paupamhi hwaro, nebiravira pamberi padzo, nedzimwe mbiru namatanda makobvu pamberi padzo.