1 Kings 8:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Soromoni akati: Jehova wakati, ndinoɗa kugara mukati merima guru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Soromoni akati, “Jehovha ati anoda kugara mukati merima guru;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Soromoni akati, “Kunyange zvazvo Tenzi ariye akaisa zuva kumatenga uku asi Tenzi akazvisarudzira zvake kugara mugore rakati kwirindindi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Soromoni akati, “Jehovha wakati, ndinoda kugara mukati merima guru.
Shona 2009?
Ipapo Soromoni akati, "Jehovha wakati, ndinoda kugara mukati merima guru.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Soromoni akati, “Jehovha wakati, ndinoda kugara mukati merima guru.