1 Kings 8:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imomo ndakagadzirira areka nɀimbo, imo munesuŋgano yaJehova, yaakaita namadziɓaɓa eɗu paŋguʋa yaakaʋaɓuɗisa panyika yeEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imomo ndakagadzira nzvimbo yeareka, iyo ine sungano yaJehovha yaakaita namadzibaba edu paakavabudisa kubva muIjipiti.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndimo mandati mugare bhokisi raMwari rine chitenderano chaTenzi chaakaita namadzimambo edu paakavaburitsa munyika yeIjipiti.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imomo ndakagadzirira areka nzvimbo, imo munesungano yaJehovha, yaakaita namadzibaba edu panguva yaakavabudisa panyika yeIjipiti.
Shona 2009?
Imomo ndakagadzirira areka nzvimbo, imo munesungano yaJehovha, yaakaita namadzibaba edu panguva yaakavabudisa panyika yeIjipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Imomo ndakagadzirira areka nzvimbo, imo mune sungano yaJehovha, yaakaita namadzibaba edu panguva yaakavabudisa panyika yeIjipiti.