1 Kings 8:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
inzwai iko kuɗeŋga, muite, mururamisire ʋaranda ʋenyu, mupe wakaipa mhoȿa, arobge pamsoro pomufambire wake; asi mururamisire wakarurama, apiwe ɀakafanira kururama kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ipapo inzwai muri kudenga uye muwane zvamunoita. Tongai pakati pavaranda venyu, mupe mhosva kumutadzi nokuisa pamusoro wake iye zvaanenge aita. Mururamisire akarurama nokumupa zvakafanira kururama kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pakadaro apo imi teererai muri kudenga ikoko muwane chamungaite nazvo. Muteme zvinowirirana nemhosva yacho, ane mhosva muti apfukirwe nemhosva yake anengewo asina mhosva mudure pachena kuti haana mhosva maererano nokururamawo kwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
inzwai iko kudenga, muite, mururamisire varanda venyu, mupe wakaipa mhosva, arohwe pamusoro pomufambiro wake; asi mururamisire wakarurama, apiwe zvakafanira kururama kwake.
Shona 2009?
inzwai iko kudenga, muite, mururamisire varanda venyu, mupe wakaipa mhosva, arobwe pamusoro pomufambiro wake; asi mururamisire wakarurama, apiwe zvakafanira kururama kwake.
Shona SUB 2002 Bible
inzwai iko kudenga, muite, mururamisire varanda venyu, mupe wakaipa mhosva, arohwe pamusoro pomufambiro wake; asi mururamisire wakarurama, apiwe zvakafanira kururama kwake.