1 Kings 8:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋanhu ʋenyu ʋaIsraeri ʋaciŋge ʋakundwa naʋaʋeŋgi ʋaʋo, nemhaka yokuti ʋakaŋga ʋakutadzirai; kana ʋakadzokera ɀe kwamuri, ʋakatenda zita renyu, ʋakanyeŋgetera kwamuri nokukumbira muimba ino;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana vanhu venyu Israeri vachinge vakundwa navavengi vavo, nokuti vakutadzirai, uye vakadzokazve kwamuri, vakapupura zita renyu, vakanamata nokukumbira kwamuri mutemberi, ino,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana vanhu venyu vaIsiraeri vakakundwa navavengi pamusana pokuti vakakutadzirai vakange vadzokerazve kwamuri, vokuzivaizve zvino nezita, vakanamata vachiisa zvichemo zvavo kwamuri mumba muno,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana vanhu venyu vaIsiraeri vachinge vakundwa navavengi vavo, nemhaka yokuti vakanga vakutadzirai; kana vakadzokerazve kwamuri, vakatenda zita renyu, vakanyengetera kwamuri nokukumbira muimba ino;
Shona 2009?
"Kana vanhu venyu vaIsiraeri vachinge vakundwa navavengi vavo, nemhaka yokuti vakanga vakutadzirai; kana vakadzokerazve kwamuri, vakatenda zita renyu, vakanyengetera kwamuri nokukumbira muimba ino;
Shona SUB 2002 Bible
“Kana vanhu venyu VaIsiraeri vachinge vakundwa navavengi vavo, nemhaka yokuti vakanga vakutadzirai; kana vakadzokerazve kwamuri, vakatenda zita renyu, vakanyengetera kwamuri nokukumbira muimba ino;