1 Kings 8:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ɗeŋga riciŋge razarirwa, mvura ikasanaya nemhaka yokuti ʋakaŋga ʋakutadzirai; kana ʋakanyeŋgetera ʋakatarira kunɀimbo ino, ʋakatenda zita renyu, ʋakatendeʋuka paɀiʋi ɀaʋo, nokuti muneŋge maʋaroʋa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana denga richinge razarirwa mvura ikasanaya nokuti vanhu venyu vakutadzirai, pavanonamata vakatarisa kunzvimbo ino, uye vakapupura zita renyu, vakatendeuka kubva kuchivi chavo nokuti mavaranga,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana denga richinge rapfigwa rarega kunaya mvura pamusana pokuti vakakutadzirai, vakanamata vakaringa kunzvimbo ino, vavakukuzivai zvino nezita vakakanda pasi chitadzo chavo, imi manga mambovaonesa nhamo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana denga richinge razarirwa, mvura ikasanaya nemhaka yokuti vakanga vakutadzirai; kana vakanyengetera vakatarira kunzvimbo ino, vakatenda zita renyu, vakatendeuka pazvivi zvavo, nokuti munenge mavarova;
Shona 2009?
"Kana denga richinge razarirwa, mvura ikasanaya nemhaka yokuti vakanga vakutadzirai; kana vakanyengetera vakatarira kunzvimbo ino, vakatenda zita renyu, vakatendeuka pazvivi zvavo, nokuti munenge mavarova;
Shona SUB 2002 Bible
“Kana denga richinge razarirwa, mvura ikasanaya nemhaka yokuti vakanga vakutadzirai; kana vakanyengetera vakatarira kunzvimbo ino, vakatenda zita renyu, vakatendeuka pazvivi zvavo, nokuti munenge mavarova;