1 Kings 8:41 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana ari mutorwa, asati ari waʋanhu ʋenyu ʋaIsraeri, kana akabva kunyika iri kure nokuɗa kwezita renyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvino kana ari mutorwa, asiri wavanhu venyu Israeri asi anouya achibva kunyika iri kure nokuda kwezita renyu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pamusana pezita renyu muitewo zvimwechetezvo nomutorwa, wechirudzi kuvanhu venyu vaIsiraeri, mubvakure
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino kana ari mutorwa, asati ari wavanhu venyu vaIsiraeri, kana akabva kunyika iri kure nokuda kwezita renyu;
Shona 2009?
"Zvino kana ari mutorwa, asati ari wavanhu venyu vaIsiraeri, kana akabva kunyika iri kure nokuda kwezita renyu;
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino kana ari mutorwa, asati ari wavanhu venyu VaIsiraeri, kana akabva kunyika iri kure nokuda kwezita renyu;