1 Kings 8:44 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋanhu ʋenyu ʋakandorwa naʋaʋeŋgi ʋaʋo, ʋakaenda nenzira ipi neipi yamucaʋatuma nayo, ʋakanyeŋgetera kunaJehova ʋakatarira kuguta ramakatsaura, nokuimba yandakaʋakira zita renyu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana vanhu venyu vakaenda kundorwa navavengi vavo, kwose kwamunovatuma, uye pavanonyengetera kuna Jehovha vakatarisa kuguta ramakasarudza netemberi yandavakira Zita renyu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana vanhu venyu vakaenda kundorwisa vavengi vavo kwamunenge mati vaende, vakanamata kunemi Tenzi vakaringa kuguta rino ramakasarudza vakaringawo kumba iyi yandakavakira zita renyu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana vanhu venyu vakandorwa navavengi vavo, vakaenda nenzira ipi neipi yamuchavatuma nayo, vakanyengetera kuna Jehovha vakatarira kuguta ramakatsaura, nokuimba yandakavakira zita renyu,
Shona 2009?
"Kana vanhu venyu vakandorwa navavengi vavo, vakaenda nenzira ipi neipi yamuchavatuma nayo, vakanyengetera kuna Jehovha vakatarira kuguta ramakatsaura, nokuimba yandakavakira zita renyu,
Shona SUB 2002 Bible
“Kana vanhu venyu vakandorwa navavengi vavo, vakaenda nenzira ipi neipi yamuchavatuma nayo, vakanyengetera kuna Jehovha vakatarira kuguta ramakatsaura, nokuimba yandakavakira zita renyu,