1 Kings 8:47 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana ʋakazoɀifuŋga kunyika kwaʋakatapirwa, ʋakadzoka ɀe, ʋakakumbira kwamuri panyika yaʋatapi ʋaʋo, ʋaciti: Tatadza, taita ɀakaipa, taita ɀisakarurama;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye kana vakapinduka pamwoyo munyika umo mavari nhapwa, uye vakatendeuka nokudemba kwamuri munyika yavatapi vavo, vakati, ‘Takaita, zvakaipa zvisakarurama;’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kunyange zvazvo zvakadaro vakazviti kunun'unu mumwoyo mavo vari munyika youtapwa imomo vakapinduka voturira chichemo chavo kwamuri vari munyika youtapwa iyoyo vachiti, ‘Takatadza tikaita zvakaipa tikave vasina kururama;’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana vakazozvifunga kunyika kwavakatapirwa, vakadzokazve, vakakumbira kwamuri panyika yavatapi vavo, vachiti, ‘Tatadza, taita zvakaipa, taita zvisakarurama;’
Shona 2009?
kana vakazozvifunga kunyika kwavakatapirwa, vakadzokazve, vakakumbira kwamuri panyika yavatapi vavo, vachiti, `Tatadza, taita zvakaipa, taita zvisakarurama;'
Shona SUB 2002 Bible
kana vakazozvifunga kunyika kwavakatapirwa, vakadzokazve, vakakumbira kwamuri panyika yavatapi vavo, vachiti, ‘Tatadza, taita zvakaipa, taita zvisakarurama;’