1 Kings 8:49 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
inzwai henyu kunyeŋgetera kwaʋo nokukumbira kwaʋo iko kuɗeŋga kwamunogara, muʋaruramisire;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ipapo, muri kudenga, kwamunogara, inzwai munyengetero wavo nechikumbiro chavo, uye mugovabatsira pane zvavanorwira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vanzwei munamato wavo nechichemo chavo kudenga ikoko kunzvimbo yenyu kwamunogara muvaitire zvavanenge vachichemedzeka nazvo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Inzwai henyu kunyengetera kwavo nokukumbira kwavo iko kudenga kwamunogara, muvaruramisire;
Shona 2009?
"Inzwai henyu kunyengetera kwavo nokukumbira kwavo iko kudenga kwamunogara, muvaruramisire;
Shona SUB 2002 Bible
“Inzwai henyu kunyengetera kwavo nokukumbira kwavo iko kudenga kwamunogara, muvaruramisire;