1 Kings 8:52 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
meso enyu ŋgaaʋone kukumbira kwomuranda wenyu, nokukumbira kwaʋanhu ʋenyu ʋaIsraeri, kuti muʋanzwe ŋguʋa ipi neipi yaʋanocema kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Meso enyu ngaaone chikumbiro chomuranda wenyu nechikumbiro chavanhu venyu Israeri, uye muteerere kwavari nguva dzose pavanochema kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Meso enyu atarise misodzi yezvichemo zvomuranda wenyu atarisewo misodzi yezvichemo zvevanhu venyu vaIsiraeri murerekere nzeve dzenyu kwavari pose pavanochema kwamuri
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
meso enyu ngaawone kukumbira kwomuranda wenyu, nokukumbira kwavanhu venyu vaIsiraeri, kuti muvanzwe nguva ipi neipi yavanochema kwamuri.
Shona 2009?
meso enyu ngaawone kukumbira komuranda wenyu, nokukumbira kwavanhu venyu vaIsiraeri, kuti muvanzwe nguva ipi neipi yavanochema kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
meso enyu ngaawone kukumbira kwomuranda wenyu, nokukumbira kwavanhu venyu VaIsiraeri, kuti muvanzwe nguva ipi neipi yavanochema kwamuri.