1 Kings 8:54 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Soromoni wakati apedza kunyeŋgetera kunaJehova munyeŋgetero uyu wose nokukumbira uku, akasimuka pamberi peartari yaJehova, paakaŋga akafugama namabvi ake, maʋoko ake akatambanudzirwa kuɗeŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Soromoni akati apedza munyengetero uyu wose nokukumbira uku kuna Jehovha, akasimuka achibva pamberi pearitari yaJehovha, paakanga akapfugama namabvi ake, maoko ake akatambanudzirwa kudenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Soromoni paakapedza kunamata munamato uyu wose nokuturira chichemo ichi kuna Tenzi, akasimuka pamberi peatari yaTenzi paakanga akapfugama akasimudzira maoko ake mudenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Soromoni wakati apedza kunyengetera kuna Jehovha munyengetero uyu wose nokukumbira uku, akasimuka pamberi pearitari yaJehovha, paakanga akapfugama namabvi ake, maoko ake akatambanudzirwa kudenga.
Shona 2009?
Zvino Soromoni wakati apedza kunyengetera kuna Jehovha munyengetero uyu wose nokukumbira uku, akasimuka pamberi pearitari yaJehovha, paakanga akapfugama namabvi ake, maoko ake akatambanudzirwa kudenga.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Soromoni wakati apedza kunyengetera kuna Jehovha munyengetero uyu wose nokukumbira uku, akasimuka pamberi peatari yaJehovha, paakanga akapfugama namabvi ake, maoko ake akatambanudzirwa kudenga.