1 Kings 8:57 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova Mŋari weɗu ŋgaaʋe nesu, seɀaaiʋa namadziɓaɓa eɗu; ŋgaarege kutisiya, kana kutirasha;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha Mwari wedu ngaave nesu sezvaaiva namadzibaba edu; ngaarege kuzotisiya kana kutirasa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi, Mwari wedu ngaave nesu sokuva kwaaimbovawo namadzitateguru edu. Dai akarega kutisiya kana kutifuratira
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Jehovha wedu ngaave nesu, sezvaaiva namadzibaba edu; ngaarege kutisiya, kana kutirasha;
Shona 2009?
"Jehovha wedu ngaave nesu, sezvaaiva namadzibaba edu; ngaarege kutisiya, kana kutirasha;
Shona SUB 2002 Bible
“Jehovha wedu ngaave nesu, sezvaaiva namadzibaba edu; ngaarege kutisiya, kana kutirasha;