1 Kings 8:60 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti ʋanhu ʋose ʋenyika ʋaziʋe kuti Jehova ndiye Mŋari, hakunomumŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti vanhu vose vapanyika vazive kuti Jehovha ndiMwari, uye kuti hakuna mumwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuitira kuti marudzi ose apasi pano azive kuti Tenzi ndiye Mwari, hakuna mumwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti vanhu vose venyika vazive kuti Jehovha ndiye Mwari, hakuna mumwe.”
Shona 2009?
kuti vanhu vose venyika vazive kuti Jehovha ndiye Mwari, hakuna mumwe."
Shona SUB 2002 Bible
kuti vanhu vose venyika vazive kuti Jehovha ndiye Mwari, hakuna mumwe.”