1 Kings 8:61 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo mŋoyo yenyu iʋe yakarurama kwaɀo kunaJehova Mŋari weɗu, mufambe paneɀaakatema, nokuceŋgeta mirairo yake, seɀamunoita nhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mwoyo yenyu inofanira kuva yakapiwa zvachose kuna Jehovha Mwari wedu, kuti murarame nemitemo yake uye muteerere mirayiro yake sezvamuri kuita iye zvino.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai imi nomwoyo wose mangova mukombe nechirongo naTenzi, Mwari wedu mutevedze mirao yake muchengete mitemo yake sezvazviri nhasi uno.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo mwoyo yenyu ive yakarurama kwazvo kuna Jehovha Mwari wedu, mufambe pane zvaakatema, nokuchengeta mirairo yake, sezvamunoita nhasi.
Shona 2009?
Naizvozvo moyo yenyu ive yakarurama kwazvo kuna Jehovha Mwari wedu, mufambe pane zvaakatema, nokuchengeta mirairo yake, sezvamunoita nhasi.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo mwoyo yenyu ive yakarurama kwazvo kuna Jehovha Mwari wedu, mufambe pane zvaakatema, nokuchengeta mirairo yake, sezvamunoita nhasi.