1 Kings 8:66 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pazuʋa rorusere akaendisa ʋanhu, iʋo ʋakatenda mambo, ʋakaenda kumatente aʋo nemŋoyo yakaŋga icifara, icifarira ɀakanaka ɀose ɀakaŋga ɀaitirwa Davidi muranda wake naIsraeri ʋanhu ʋake naJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva rakatevera akaita kuti vanhu vaende. Vanhu vakaropafadza mambo vakaenda kumisha yavo vane rufaro mumwoyo mavo nokuda kwezvinhu zvakanaka zvose Jehovha zvaakanga aitira muranda wake Dhavhidhi navanhu vake Israeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva rechisere mambo akaparadza musasa oonekana navanhu. Vanhu vakarumbidza mambo vakaenda kumisha yavo mwoyo yavo isingagone nokufarira zvinhu zvakanaka zvakanga zvakaitwa naTenzi kune muranda wake Dhavhidhi nokuvanhu vake vaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pazuva rorusere akaendisa vanhu, ivo vakatenda mambo, vakaenda kumatende avo nemwoyo yakanga ichifara, ichifarira zvakanaka zvose zvakanga zvaitirwa Dhavhidhi muranda wake naIsiraeri vanhu vake naJehovha.
Shona 2009?
Pazuva rorusere akaendisa vanhu, ivo vakatenda mambo, vakaenda kumatende avo nemoyo yakanga ichifara, ichifarira zvakanaka zvose zvakanga zvaitirwa Dhavhidhi muranda wake naIsiraeri vanhu vake naJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Pazuva rorusere akaendisa vanhu, ivo vakatenda mambo, vakaenda kumatende avo nemwoyo yakanga ichifara, ichifarira zvakanaka zvose zvakanga zvaitirwa Dhavhidhi muranda wake naIsiraeri vanhu vake naJehovha.