1 Kings 9:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makore anamakumi maʋiri akati apera, Soromoni aakaʋaka nawo dzimba idzi mbiri, iyo imba yaJehova neimba yamambo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makore makumi maviri akati apera, panguva yakavakwa dzimba idzi mbiri naSoromoni, temberi yaJehovha nomuzinda wamambo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure memakore makumi maviri okunge Soromoni avaka dzimba idzi dziri mbiri, imba yaTenzi nomuzinda wamambo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makore ana makumi maviri akati apera, Soromoni aakavaka nawo dzimba idzi mbiri, iyo imba yaJehovha neimba yamambo;
Shona 2009?
Makore ana makumi maviri akati apera, Soromoni aakavaka nawo dzimba idzi mbiri, iyo imba yaJehovha neimba yamambo;
Shona SUB 2002 Bible
Makore ana makumi maviri akati apera, Soromoni aakavaka nawo dzimba idzi mbiri, iyo imba yaJehovha neimba yamambo;