1 Kings 9:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hirami akabva Tire kuzoʋona maguta aakaŋga apiwa naSoromoni, asi haana‐kumufadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Hiramu paakabva kuTire akaenda kundoona maguta aya aakanga apiwa naSoromoni, haana kufadzwa nawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi pakabva Hiramu kuTire achiuya kuzoona maguta aakanga apiwa naSoromoni haana kufadzwa nawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hiramu akabva Tire kuzoona maguta aakanga apiwa naSoromoni, asi haana kumufadza.
Shona 2009?
Hiramu akabva Tire kuzoona maguta aakanga apiwa naSoromoni, asi haana kumufadza.
Shona SUB 2002 Bible
Hiramu akabva Taya kuzoona maguta aakanga apiwa naSoromoni, asi haana kumufadza.