1 Kings 9:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Maguta kunyiko awa awandipa, hama yaŋgu? Akaitumidza nyika yeKaburi kuȿikira zuʋa ranhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akabvunza akati, “Maguta erudzii aya awandipa, hama yangu?” Naizvozvo akaatumidza zita rokuti Nyika yeKabhuru, rinova ndiro zita rawo nanhasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo akati, “Nhai hama yangu maguta awandipa aya maguta erudzii? Ipapo kusvikira pari nhasi dunhu iroro rinonzi Kabhuru.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Maguta kunyiko awa awandipa, hama yangu?” Akatumidza nyika yeKabhuri kusvikira zuva ranhasi.
Shona 2009?
Akati, "Maguta kunyiko awa awandipa, hama yangu?" Akatumidza nyika yeKabhuri kusvikira zuva ranhasi.
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Maguta kunyiko awa awandipa, hama yangu?” Akatumidza nyika yeKabhuri kusvikira zuva ranhasi.