1 Kings 9:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiʋo ʋaiʋa ʋatariri ʋakuru ʋamaɓasa aSoromoni, ʋaiʋa namazana mashanu namakumi mashanu, ʋairairira ʋanhu ʋaiɓate‐ɓasa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndivozve vaiva machinda makuru aiona nezvamabasa aiitwa naSoromoni, vatariri mazana mashanu namakumi mashanu vaitungamirira vanhu vaiita basa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivava ava ndivo makurukota makuru aitungamirira basa raSoromoni iri, vari mazana mashanu ane makumi mashanu avanhu vokuona kuti vanhu vechirudzi ava vari kuita basa racho zvakadii.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndivo vaiva vatariri vakuru vamabasa aSoromoni, vaiva namazana mashanu namakumi mashanu, vairairira vanhu vaibata basa.
Shona 2009?
Ndivo vaiva vatariri vakuru vamabasa aSoromoni, vaiva namazana mashanu namakumi mashanu, vairairira vanhu vaibata basa.
Shona SUB 2002 Bible
Ndivo vaiva vatariri vakuru vamabasa aSoromoni, vaiva namazana mashanu namakumi mashanu, vairairira vanhu vaibata basa.