1 Kings 9:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hirami akatuma neɀikepe iɀo ʋaranda ʋake, ʋaiʋa ʋafambisi ʋeɀikepe ʋaiziʋa guŋgwa kwaɀo, pamŋe cete naʋaranda ʋaSoromoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Hiramu akatuma varanda vake, vafambisi vezvikepe vaiziva gungwa kuti vazoshandisa zvikepe pamwe chete navaranda vaSoromoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hiramu akatumirawo nengarava idzi machinda ake akanga ari vanhu vomugungwa, nyanzvi dzezvokufamba mugungwa kuenda pamwechete namachinda aSoromoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hiramu akatuma nezvikepe izvo varanda vake, vaiva vafambisi vezvikepe vaiziva gungwa kwazvo, pamwechete navaranda vaSoromoni.
Shona 2009?
Hiramu akatuma nezvikepe izvo varanda vake, vaiva vafambisi vezvikepe vaiziva gungwa kwazvo, pamwechete navaranda vaSoromoni.
Shona SUB 2002 Bible
Hiramu akatuma nezvikepe izvo varanda vake, vaiva vafambisi vezvikepe vaiziva gungwa kwazvo, pamwechete navaranda vaSoromoni.