1 Kings 9:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaȿika Ofiri, ʋakatora’po ndarama yakaȿika matarenta anamazana manna namakumi maʋiri, ʋakaʋuya nayo kunamambo Soromoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaenda kuOfiri, vakandodzokako namazana mana namakumi maviri amatarendab egoridhe, ayo avakandopa Mambo Soromoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakaenda kuOfiri vakandounza ndarama inorema makirogiramu anopfuura zviuru gumi nezvina. Izvozvi izvi vakauya nazvo kuna mambo Soromoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasvika Ofiri, vakatorapo ndarama yakasvika matarenda ana mazana mana namakumi maviri vakauya nayo kuna mambo Soromoni.
Shona 2009?
Vakasvika Ofiri, vakatorapo ndarama yakasvika matarenda ana mazana mana namakumi maviri vakauya nayo kuna mambo Soromoni.
Shona SUB 2002 Bible
Vakasvika Ofiri, vakatorapo ndarama yakasvika matarenda ana mazana mana namakumi maviri vakauya nayo kuna mambo Soromoni.