1 Kings 9:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana uri’we, kana ukafamba pamberi paŋgu saɓaɓa ʋako Davidi nomŋoyo usiŋganyeŋgeri, nokururama, ukaita ɀose ɀandakakuraira, ukaceŋgeta ɀandatema neɀandatoŋga,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvino iwe, kana ukafamba pamberi pangu nomwoyo wakanaka nokururama, sezvakaitwa naDhavhidhi baba vako, uye ukaita zvose zvandinorayira uye ukatevera mitemo nemirayiro yangu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chako iwe dai zvako ukangofamba nemandakatema sezvaiita baba vako Dhavhidhi wakatendeseka uri pachokwadi uchiita naimomo mandakati uite uchichengeta mirao nezvirevo zvangu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana uriwe, kana ukafamba pamberi pangu sababa vako Dhavhidhi nomwoyo usinganyengeri, nokururama, ukaita zvose zvandakakuraira ukachengeta zvandatema nezvandatonga,
Shona 2009?
Kana uriwe, kana ukafamba pamberi pangu sababa vako Dhavhidhi nomoyo usinganyengeri, nokururama, ukaita zvose zvandakakuraira ukachengeta zvandatema nezvandatonga,
Shona SUB 2002 Bible
Kana uriwe, kana ukafamba pamberi pangu sababa vako Dhavhidhi nomwoyo usinganyengeri, nokururama, ukaita zvose zvandakakuraira ukachengeta zvandatema nezvandatonga,