1 Peter 1:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋo, ʋakaratidzwa kuti ʋakaŋga ʋasiŋgaɀiɓatiri iʋo, asi imi, pa ɀinhu iɀo ɀamakataurirwa ɀino naiʋo ʋakakuparidzirai Evaŋgeri noMŋeya Mutȿene wakatumŋa acibva kuɗeŋga; ɀinhu iɀo ʋatumŋa ʋanoɗa kuɀicerekedza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvakaratidzwa kwavari kuti vakanga vasingazvishumiri ivo, asi imi, pavakataura nezvezvinhu zvakataurwa kwamuri zvino naavo vakaparidza vhangeri kwamuri noMweya Mutsvene wakatumwa uchibva kudenga. Kunyange vatumwa vanoshuva kuona zvinhu izvozvi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakaratidzwa kwavari kuti vakanga vasingazvishandiri asi vaishandira imi muzvinhu zvamakataurirwa navaiparidza kwamuri Shoko Rakanaka nokuna Mweya Mutsvene akatumwa kubva kudenga. Vatumwa vaitosuwira kuona zvinhu izvozvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Avo, vakaratidzwa kuti vakanga vasingazvibatiri ivo, asi imi, pazvinhu izvo zvamakataurirwa zvino naivo vakakuparidzirai Vhangeri noMweya Mutsvene akatumwa achibva kudenga; zvinhu izvo vatumwa vanoda kuzvichirekedza.
Shona 2009?
Avo, vakaratidzwa kuti vakanga vasingazvibatiri ivo, asi imi, pazvinhu izvo zvamakataurirwa zvino naivo vakakuparidzirai evhangeri noMweya Mutsvene wakatumwa achibva kudenga; zvinhu izvo vatumwa vanoda kuzvicherekedza.
Shona SUB 2002 Bible
Avo, vakaratidzwa kuti vakanga vasingazvibatiri ivo, asi imi, pazvinhu izvo zvamakataurirwa zvino naivo vakakuparidzirai Vhangeri noMweya Mutsvene akatumwa achibva kudenga; zvinhu izvo vatumwa vanoda kuzvichirekedza.