1 Peter 1:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
muciziʋa kuti hamuna‐kudzikinurwa neɀinoʋora, nesirveri kana ndarama, pamufambire wenyu usinamaturo, wamakasiyirwa namadziɓaɓa enyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti munoziva kuti hamuna kudzikinurwa nezvinhu zvinoora, zvakadai sesirivha kana goridhe, kubva paupenyu hwenyu husina maturo, hwamakagamuchira kubva kumadzitateguru enyu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi munoziva kuti makadzikinurwa kunzira dzisina maturo dzamakawana kumadzibaba enyu, kwete nezvinhu zvinoparara sesirivha kana ndarama
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
muchiziva kuti hamuna kudzikinurwa nezvinoora, sesirivha kana ndarama, pamufambiro wenyu usina maturo, wamakasiyirwa namadzibaba enyu;
Shona 2009?
muchiziva kuti hamuna kudzikinurwa nezvinovora, nesirivheri kana ndarama, pamufambire wenyu usina maturo, wamakasiyirwa namadzibaba enyu;
Shona SUB 2002 Bible
muchiziva kuti hamuna kudzikinurwa nezvinoora, sesirivha kana ndarama, pamufambiro wenyu usina maturo, wamakasiyirwa namadzibaba enyu;