1 Peter 1:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakasanaŋgurwa nokuziʋa ɀiri mberi kwaMŋari Ƃaɓa, muʋutȿene bgoMŋeya, kuti ʋaterere, ʋasaswe neropa raJesu Kristu: Nyasha norugare ŋgaɀiwanzwe kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vakasarudzwa maererano nokuziva zviri mberi kwaMwari Baba, kubudikidza nebasa roMweya rokuvaita vatsvene, kuti vateerere kuna Jesu Kristu nokusaswa neropa rake: Nyasha norugare ngazviwande kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
imi makasarudzwa mukanzi naMwari Baba mururamiswe naMweya kuitira kuti muteerere Jesu Kristu uye kuti musaswe neropa rake. Dai mangowaniswa chikomborero chenyasha dzakawanda norugare ruzere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakasanangurwa nokuziva zviri mberi kwaMwari Baba, muutsvene hwoMweya, kuti vateerere, vasaswe neropa raJesu Kristu: Nyasha norugare ngazviwanzwe kwamuri.
Shona 2009?
vakasanangurwa nokuziva zviri mberi kwaMwari Baba, muvutsvene bwoMweya, kuti vateerere, vasaswe neropa raJesu Kristu: Nyasha norugare ngazviwanzwe kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
vakasanangurwa nokuziva zviri mberi kwaMwari Baba, muutsvene hwoMweya, kuti vateerere, vasaswe neropa raJesu Kristu: Nyasha norugare ngazviwanzwe kwamuri.