1 Peter 1:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀamakanatsa mŋeya yenyu muciterera ɀokwaɗi, kuti muɗe hama nokusanyeŋgera, munofanira kuɗana ɀikuru nomŋoyo wose;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino zvamakanatsa mwoyo yenyu nokuteerera chokwadi kuitira kuti mude hama muzvokwadi, munofanira kudanana zvikuru, zvichibva pamwoyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino zvamakachenesa mweya yenyu nokuteerera kwenyu chokwadi kuti muve norudo rwechokwadi kune vehama; idanai zvechokwadi nemwoyo wose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvamakanatsa mweya yenyu muchiteerera chokwadi, kuti mude hama nokusanyengera, munofanira kudana zvikuru nomwoyo wose;
Shona 2009?
Zvamakanatsa mweya yenyu muchiteerera chokwadi Mumweya, kuti mude hama nokusanyengera, munofanira kudana zvikuru nomoyo wose;
Shona SUB 2002 Bible
Zvamakanatsa mweya yenyu muchiteerera chokwadi, kuti mude hama nokusanyengera, munofanira kudana zvikuru nomwoyo wose;