1 Peter 1:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti makaɓerekwa kutȿa, ɀisiŋgabvi pambeu inoʋora, asi paneisiŋgaʋori, neshoko raMŋari ɓenyu rinogara nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti makaberekwa patsva, kwete nembeu inoora, asi isingaori, neshoko raMwari benyu uye rinogara nokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makazvarwa patsva kwete nembeu dzinofa asi dzisingafi nokuShoko benyu raMwari risingafi rinogara nokusingaperi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti makaberekwa kutsva, zvisingabvi pambeu inoora, asi pane isingaori, neshoko raMwari benyu rinogara nokusingaperi.
Shona 2009?
nokuti makaberekwa kutsva, zvisingabvi pambeu inovora, asi pane isingavori, neshoko raMwari benyu rinogara nokusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti makaberekwa kutsva, zvisingabvi pambeu inoora, asi pane isingaori, neshoko raMwari benyu rinogara nokusingaperi.