1 Peter 1:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti, Nyama yose yakaita soʋuswa, Nokunaka kwose seruʋa roʋuswa. Ʋuswa bgunoȿaʋa, neruʋa rinowira pasi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti, “Vanhu vose vakaita souswa, uye kuyevedza kwavo kwakaita samaruva ouswa; uswa hunosvava uye maruva anowira pasi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti, “Vanhu vose uswa mbiri yavo yakaita samaruva omusango uswa hunouna,” ruva rinodonha
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti, “Nyama yose yakaita souswa, Nokunaka kwose seruva rouswa. Uswa hunosvava, neruva rinowira pasi;
Shona 2009?
Nokuti, Nyama yose yakaita sovuswa, Nokunaka kose seruva rovuswa, Vuswa bwunosvava, neruva rinowira pasi;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti, “Nyama yose yakaita souswa, Nokunaka kwose seruva rouswa. Uswa hunosvava, neruva rinowira pasi;