1 Peter 1:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti tiʋe nenhaka isiŋgaʋori, isinemhoȿa, isiŋgaȿaʋi, yamakaceŋgetererwa kuɗeŋga,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akatiisa munhaka isingagoni kuparara, isingaori kana kusvava, yamakachengeterwa kudenga,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye kuti tive nenhaka isingaperi isina kuipiswa, isingabhuruvari yamakachengeterwa kudenga,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti tive nenhaka isingaori, isina mhosva, isingasvavi, yamakachengetererwa kudenga,
Shona 2009?
kuti tive nenhaka isingavori, isina kusvibiswa, isingasvavi yamakachengeterwa kudenga,
Shona SUB 2002 Bible
kuti tive nenhaka isingaori, isina mhosva, isingasvavi, yamakachengetererwa kudenga,