1 Peter 1:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iyo yamunofarira ɀikuru, kunyaŋge ɀino, kana ɀicifanira, mucicemedzwa ŋguʋa ɗuku nemiidzo mizhinji;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mune izvi munofara zvikuru kunyange zvino, kana zvichifanira, muchitambudzika kwechinguva chiduku nenzira dzose dzemiedzo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munofanira kufara kwazvo munezvizvi, kunyange zvazvo iye zvino, kwekanguva kaduku, munogona kupindana nezviedzo zvakasiyana — siyana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iyo yamunofarira zvikuru, kunyange zvino, kana zvichifanira, muchichemedzwa nguva duku nemiedzo mizhinji;
Shona 2009?
Iyo yamunofarira zvikuru, kunyange zvino, kana zvichifanira, muchichemedzwa nguva duku nemiidzo mizhinji;
Shona SUB 2002 Bible
Iyo yamunofarira zvikuru, kunyangwe zvino, kana zvichifanira, muchichemedzwa nguva duku nemiedzo mizhinji;