1 Peter 3:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana mucitambudzika nokuɗa kwokururama, makaropafadzwa; musatya kutyisa kwaʋo, ʋuye musakaŋganiswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kunyange dai mungatambudzika nokuda kwezvakanaka, makaropafadzwa imi. “Murege kutya zvavanotya ivo; musavhundutswa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kunyange zvazvo mukatambudzikira ururami muchakomborerwa. Musavatye uye musazvidye mwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana muchitambudzika nokuda kwokururama, makaropafadzwa; musatya kutyisa kwavo, uye musakanganiswa.
Shona 2009?
Asi kana muchitambudzika nokuda kokururama, makaropafadzwa; musatya kutyisa kwavo, uye musakanganiswa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana muchitambudzika nokuda kwokururama, makaropafadzwa; musatya kutyisa kwavo, uye musakanganiswa.