1 Peter 3:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iʋai nehana yakanaka, kuti paʋanokucerai, iʋo ʋanomhura mufambire wenyu wakanaka munaKristu, ʋanyadziswe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
muchichengeta hana yakachena, kuitira kuti vaya vanotaura zvakaipa pamusoro pamafambiro enyu akanaka muna Kristu vanyadziswe pakureva kwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
muchengetedze hana dzenyu dzakachena kuti kana votaura zvakaipa nezvenyu, vanonyomba mugariro wenyu wakanaka muna Kristu, vanyadziswe
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ivai nehana yakanaka, kuti pavanokucherai, ivo vanomhura mufambiro wenyu wakanaka muna Kristu, vanyadziswe.
Shona 2009?
ivai nehana yakanaka, kuti pavanokucherai, ivo vanomhura mufambire wenyu wakanaka munaKristu, vanyadziswe.
Shona SUB 2002 Bible
ivai nehana yakanaka, kuti pavanokucherai, ivo vanomhura mufambiro wenyu wakanaka muna Kristu, vanyadziswe.