1 Peter 3:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀirinani, kana kuri kuɗa kwaMŋari, kuti mutambudzike kana muciita ɀakanaka, pakuti kana muciita ɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zviri nani, kana kuri kuda kwaMwari, kuti mutambudzike nokuda kwokuita zvakanaka pano kuti mutambudzike nokuda kwokuita zvakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti zviri nani kutambudzikira kuita zvakanaka kana zviri izvo zvinoda Mwari pano kuita zvakaipa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zviri nani, kana kuri kuda kwaMwari, kuti mutambudzike kana muchiita zvakanaka, pakuti kana muchiita zvakaipa.
Shona 2009?
Nokuti zvirinani, kana kuri kuda kwaMwari, kuti mutambudzike kana muchiita zvakanaka pakuti kana muchiita zvakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zviri nani, kana kuri kuda kwaMwari, kuti mutambudzike kana muchiita zvakanaka, pakuti kana muchiita zvakaipa.