1 Peter 3:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
yakaŋga isinakuterera kare, paŋguʋa iya mŋoyo murefu waMŋari ucimirira kugadzirwa kweareka pamazuʋa aNoa; mukati mayo ʋashoma, iʋo ʋanhu ʋasere, ʋakaponeswa nemvura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
yakaramba kuteerera kare Mwari paakanga akamirira nomwoyo murefu mumazuva aNoa, areka payakanga ichiri kuvakwa. Mairi, vanhu vashoma bedzi, ivo vasere, vakaponeswa nemvura,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vasina kunge vateerera; Mwari paakamirira nomwoyo wake murefu, pamazuva aNowa ngarava ichavakwa, makazoponeswa vanhu vashoma vanokwana vasere chete, vakaponeswa nemvura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
yakanga isina kuteerera kare, panguva iya mwoyo murefu waMwari uchimirira kugadzirwa kweareka pamazuva aNoa; mukati mayo vashoma, ivo vanhu vasere, vakaponeswa nemvura.
Shona 2009?
yakanga isina kuteerera kare, panguva iya moyo murefu waMwari uchimirira kugadzirwa kweareka pamazuva aNowa; mukati mayo vashoma, ivo vanhu vasere, vakaponeswa nemvura.
Shona SUB 2002 Bible
yakanga isina kuteerera kare, panguva iya mwoyo murefu waMwari uchimirira kugadzirwa kweareka pamazuva aNowa; mukati mayo vashoma, ivo vanhu vasere, vakaponeswa nemvura.