1 Peter 3:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi ŋgakuʋe munhu wakaʋanzika womŋoyo, wakashoŋga ɀisiŋgaʋori ɀomŋeya munyoro wakanyarara, unokosha, ɀikuru pamberi paMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi, runofanira kuva rwomunhu womukati, iko kunaka kusingaori kwounyoro nokwomweya wakapfava, kunova ndiko kunokosha pamberi paMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Runako rwenyu ngaruve rwohunhu hwakavandika rwomumwoyo nechishongo chisingaparari chomweya wakapfava worunyararo wakakosha kwazvo pana Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi ngakuve munhu akavanzikawo mwoyo, akashonga zvisingaori zvomweya munyoro wakanyarara, unokosha, zvikuru pamberi paMwari.
Shona 2009?
asi ngakuve munhu wakavanzika womoyo, wakashonga zvisingavori zvomweya munyoro wakanyarara, unokosha, zvikuru pamberi paMwari.
Shona SUB 2002 Bible
asi ngakuve munhu akavanzikawo mwoyo, akashonga zvisingaori zvomweya munyoro wakanyarara, unokosha, zvikuru pamberi paMwari.