1 Peter 3:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
saSara waiterera Abrahama, acimuidza ishe; maʋa ʋana ʋake ɀino, kana muciita ɀakanaka, musiŋgatyiswi necinhu cipi necipi cinovundusa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
saSara, akateerera Abhurahama akamuti ishe wake. Muri vanasikana vake kana muchiita zvakanaka uye musingapi kutya nzvimbo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
sokuteerera Abhurahumu kwakaita Sara achimuti Tenzi. Zvino imi ndimi vana vake kana mukaita zvakanaka musina chamunotya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
saSara waiteerera Abhurahamu, achimuti, “Ishe,” mava vana vake zvino, kana muchiita zvakanaka, musingatyiswi nechinhu chipi nechipi chinovhundusa.
Shona 2009?
saSara waiteerera Abhurahamu, achimuidza ishe; mava vana vake zvino, kana muchiita zvakanaka, musingatyiswi nechinhu chipi nechipi chinovhundusa.
Shona SUB 2002 Bible
saSara waiteerera Abhurahamu, achimuti, “Ishe,” mava vana vake zvino, kana muchiita zvakanaka, musingatyiswi nechinhu chipi nechipi chinovhundusa.