1 Peter 4:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaɗikanwa, musashamiswa nokunyanyisa kwokuidzwa pakati penyu, kwakaʋuya kukuidzai, muciti mawirwa necisiŋgazikanwi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vadikani, musashamiswa nokurwadza kwokutambudzika nemiedzo, sokunge chinhu chisingazikanwi chaitika kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vadikanwi musashamisike nenhamo inopfuta moto inokuwirai kuti ikuedzei; zvinoita sokunge chimwe chinhu chinoshamisa chiri kuitika kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vadikanwi, musashamiswa nokunyanyisa kwokuedzwa pakati penyu, kwakauya kukuedzai, muchiti mawirwa nechisingazikanwi;
Shona 2009?
Vadikamwa, musashamiswa nokunyanyisa kokuidzwa pakati penyu, kwakavuya kukuidzai, muchiti mawirwa nechisingazikamwi;
Shona SUB 2002 Bible
Vadikanwi, musashamiswa nokunyanyisa kwokuedzwa pakati penyu, kwakauya kukuedzai, muchiti mawirwa nechisingazikanwi;