1 Peter 4:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi farai ɀamunogoʋana naKristu pakutambudzika kwake, kuti pakuʋonekwa kwokubginya kwake mufare ʋo nomufaro mukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi farai kuti munogovana naKristu mumatambudziko, kuitira kuti mufare kwazvo pakuonekwa kwokubwinya kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi itofarai nokutambudzika kwenyu pamwechete naKristu kuitira kuti muzofarawo nokupembera kufara pacharatidzwa pachena mbiri yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi farai zvamunogovana naKristu mukutambudzika kwake, kuti pakuonekwa kwokubwinya kwake mufarewo nomufaro mukuru.
Shona 2009?
asi farai zvamunogovana naKristu pakutambudzika kwake, kuti pakuvonekwa kokubwinya kwake mufare vo nomufaro mukuru.
Shona SUB 2002 Bible
asi farai zvamunogovana naKristu mukutambudzika kwake, kuti pakuonekwa kwokubwinya kwake mufarewo nomufaro mukuru.