1 Peter 4:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti kurege kuʋa nomumŋe wenyu ucatambudzika nemhaka yokuti muʋurayi, kana mbava, kana unoita ɀakaipa, kana usiŋgaregi ɀaʋamŋe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ngakurege kuva nomumwe wenyu achatambudzika, nemhaka yokuti imhondi, kana mbavha, kana kuti anoita zvimwe zvakaipa zvemhando ipi zvayo, kana kusarega zvavamwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngaparege kuva nomumwe wenyu anotambudzika nokuda kokuva mhondi kana mbavha kana kuva munhu anoita zvakaipa kana nokuva nhunzvatunzva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti kurege kuva nomumwe wenyu achatambudzika nemhaka yokuti muurayi, kana mbavha, kana anoita zvakaipa, kana asingaregi zvavamwe;
Shona 2009?
nokuti kurege kuva nomumwe wenyu uchatambudzika nemhaka yokuti muvurayi, kana mbavha, kana unoita zvakaipa, kana usingaregi zvavamwe;
Shona SUB 2002 Bible
nokuti kurege kuva nomumwe wenyu achatambudzika nemhaka yokuti muurayi, kana mbavha, kana anoita zvakaipa, kana asingaregi zvavamwe;