1 Peter 4:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi kana munhu acitambudzika nokuɗa kwokuti mukristu, ŋgaarege kunyadziswa; asi ŋgaakudze Mŋari nezita iri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvakadaro, kana muchitambudzika somuKristu, musanyadziswa, asi rumbidzai Mwari nokuti mune zita iroro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi munhu akatambudzika somuKristu ngaarege kunyara asi ngaatorumbidza Mwari nezita iroro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi kana munhu achitambudzika nokuda kwokuti mukristu, ngaarege kunyadziswa; asi ngaakudze Mwari nezita iri.
Shona 2009?
asi kana munhu achitambudzika nokuda kokuti mukristu, ngaarege kunyadziswa; asi ngaakudze Mwari; nezita iri.
Shona SUB 2002 Bible
asi kana munhu achitambudzika nokuda kwokuti mukristu, ngaarege kunyadziswa; asi ngaakudze Mwari nezita iri.