1 Peter 4:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ŋguʋa yaȿika yokuti kutoŋga kutaŋge paimba yaMŋari; ɀino kana kukataŋga kwatiri, kuguma kwaʋasiŋgatereri Evaŋgeri yaMŋari kucagoʋeiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti inguva yokuti kutonga kutange mumba maMwari; uye kana kuchitanga nesu, zvichazoveiko kuna vaya vasingateereri vhangeri raMwari?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikonzero chacho ndechokuti kutongwa kwatotanga kuchitangisa nemhuri yaMwari. Zvino kana kuchitanga nesu kudai, ko kune avo vasingatendi Shoko Rakanaka raMwari zvichaperera kupi?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti nguva yasvika yokuti kutonga kutange muimba yaMwari; zvino kana kukatanga kwatiri, kuguma kwavasingateereri Vhangeri yaMwari kuchagoveiko?
Shona 2009?
Nokuti nguva yasvika yokuti kutonga kutange paimba yaMwari zvino kana kukatanga kwatiri, kuguma kwavasingateereri evhangeri yaMwari kuchagoveiko?
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti nguva yasvika yokuti kutonga kutange muimba yaMwari; zvino kana kukatanga kwatiri, kuguma kwavasingateereri Vhangeri yaMwari kuchagoveiko?