1 Peter 4:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye kana ɀiciremera wakarurama kuti aponeswe, ko uyo, usiŋgaɗi Mŋari, nomutadzi, ʋacagoʋonekwepi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye, “Kana zvichiremera akarurama kuti aponeswe, ko, asingazivi Mwari nomutadzi vachazovei?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mururami, kuponeswa kwake kuri kokubuda napaburi retsono ko asiri munamati nomutadzi achamira papi?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye kana zvichiremera akarurama kuti aponeswe, ko uyo, asingadi Mwari, nomutadzi, vachagoonekwepi?
Shona 2009?
uye kana zvichiremera wakarurama kuti aponeswe, ko uyo, usingadi Mwari, nomutadzi, vachagovonekwepi?
Shona SUB 2002 Bible
Uye kana zvichiremera akarurama kuti aponeswe, ko uyo, asingadi Mwari, nomutadzi, vachagoonekwepi?