1 Peter 4:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo naiʋo, ʋanotambudzika nokuɗa kwaMŋari, ŋgaʋaise mŋeya yaʋo kuMusiki wakatendeka ʋaciita ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka zvino, vaya vanotambudzika nokuda kwaMwari vanofanira kuzviisa kuMusiki wavo akatendeka uye vagoramba vachiita zvakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvowo avo vanotambudzika sokuda kwaMwari ngavazviturire mumaoko aMwari musiki akatendeka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo naivo, vanotambudzika nokuda kwaMwari, ngavaise mweya yavo kuMusiki akatendeka vachiita zvakanaka.
Shona 2009?
Naizvozvo naivo, vanotambudzika nokuda kwaMwari, ngavaise mweya yavo kuMusiki wakatendeka vachiita zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo naivo, vanotambudzika nokuda kwaMwari, ngavaise mweya yavo kuMusiki akatendeka vachiita zvakanaka.