1 Peter 4:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋacaɀiɗaʋirira kunaiye wakaɀigadzira kutoŋga ʋapenyu naʋakafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vachazvidavirira kuna iye akazvigadzirira kutonga vapenyu navakafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachandozvidavirira kwaari iye akagadzirira kutonga vapenyu navafi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vachazvidavirira kuna iye akazvigadzira kutonga vapenyu navakafa.
Shona 2009?
Ivo vachazvidavirira kunaiye wakazvigadzira kutonga vapenyu navakafa.
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vachazvidavirira kuna iye akazvigadzira kutonga vapenyu navakafa.