1 Peter 4:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti nokuɗa kwaiɀoɀi Evaŋgeri yakaparidzirwa ʋakafa, kuti ʋatoŋgwe haʋo panyama nomutoʋo waʋanhu, asi ʋararame nomutoʋo waMŋari pamŋeya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti nokuda kwaizvozvi vhangeri rakaparidzwa kunyange nokuna vakafa, kuitira kuti vagotongwa nomutowo wavanhu nokuda kwenyama, asi vagorarama nomutowo waMwari nokuda kwomweya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokusaka Shoko Rakanaka rakaparidzwa kunyange kuvakafa kuitira kuti kunyange vakatongwa vaine muviri savanhu, vagare mumweya saMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti nokuda kwaizvozvi Vhangeri yakaparidzirwa vakafa, kuti vatongwe havo panyama nomutowo wavanhu, asi vararame nomutowo waMwari pamweya.
Shona 2009?
Nokuti nokuda kwaizvozvi evhangeri yakaparidzirwa vakafa, kuti vatongwe havo panyama nomutovo wavanhu, asi vararame nomutovo waMwari pamweya.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti nokuda kwaizvozvi Vhangeri yakaparidzirwa vakafa, kuti vatongwe havo panyama nomutowo wavanhu, asi vararame nomutowo waMwari pamweya.